Hanzi Huchi Hwenduri - Kubva Mukati Kati
Kufakurinani, Ushehwedu
Autor: | Kufakurinani, Ushehwedu |
---|---|
Veröffentlichungsdatum: | 20.06.2025 |
EAN: | 9781914287879 |
Sprache: | metaCatalog.groups.language.options.shona |
Seitenzahl: | 78 |
Produktart: | Kartoniert / Broschiert |
Verlag: | Carnelian Heart Publishing Ltd |
Produktinformationen "Hanzi Huchi Hwenduri - Kubva Mukati Kati"
Kuverenga matetembo ano kwakafanana nekufa uchimuka. Uchifa uchimuka zvakare. Unoita seuri kuteerera izwi reshamwari yawaiziva kare kare mabwe achiri manyoro, asi nhasiyazodzoka yave baba vababa vababa vako paudzamu. Ndadaro nekuti muna Huchi Hwenduri tiri kurairwa tisina kubvisa mari yechikoro neyebhondingi neyeruvako. Pano hapana ari kukumanikidza kumhanya kana kugara pasi. Kana kukwira mumuti. Asi ukatanga kuverenga zviri pano, unotanga kuoneswa kuti, "wechida chiro, juruja nemwero." Pamwe pacho woonawo wega kuti, "zvimwewo chingoti dongo dongo, kudongorera," kuti zvifambe. Nguva inogonaka "kupera uchipedza nguva!" Matetembo aya andifadza nekuti anoziva kuti ndiri munhuwo mukuru asingade kuudzwa zvekuita. Ndiri kungoyeuchidzwa zvekuita. Ndiri kuratidzwa zvinangwa zvandaive nazvo kuti ndirambe ndiripo. Mutauro uri pano wakapfava senyama yemhuru zvekuti iwe ingouya nemoto nemunyu chete. Zvino pano zvapaita huchi pasina nyuchi, uchati chakutadzisa kunomborawo sevana vevamwe chii? Mudetembi wedu, Ushehwedu Kufakurinani haasi munhu wekutamba naye!~Memory Chirere, University of Zimbabwe

Sie möchten lieber vor Ort einkaufen?
Sie haben Fragen zu diesem oder anderen Produkten oder möchten einfach gerne analog im Laden stöbern? Wir sind gerne für Sie da und beraten Sie auch telefonisch.
Juristische Fachbuchhandlung
Georg Blendl
Parcellistraße 5 (Maxburg)
8033 München
Montag - Freitag: 8:15 -18 Uhr
Samstags geschlossen